Category:Mutupo

Kubva Wikipedia

Mutupo (totem) izita redzinza; aya mazita anoshandiswa nemarudzi evanhu vatema vari muAfrica. Vanhu vane mutupo wakafanana vanotarirwa sevanhu vane hukama zvichibva pakuti madzibaba avo vanhu verudzi rwumwe. Vazhinji vari muZimbabwe vanotenda kuti vanhu vane mutupo wakafanana havafanirwe kuroorana.

Mazanhi ari mumupanguro "Mutupo"

3 Mazanhi anotevera ari mumupanguro unowu, pakati pehwerengo ye 3.