Senga, Gweru
Mataridziko
Senga izita remusha unowanikwa kuGweru muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- MaZulu vanoti senga kana okusenga (to milk a cow) apa kureva kukama mombe. Nsenga vanoti senga (beg, be a beggar).
- VaYao vanoti chisenga (a curved knife or hook) kureva banga rakakombama. Luwanga vanoti okhushenga (v. cut) kureva kucheka.
- VaYao vanoti lusenga kana senga (dregs; the straining of beer) kureva masese. Mamwe mazwi: senga (coarse grains of flour) kureva rumanzwa muhupfu.
- VaHerero vanoti senga (curse) apa kureva kutuka nehuroyi. VaHerero vanoti okusenga kana okutukana (accursed; to be bewitched) apa kureva kutuka nehuroyi.