Pichinglis

Kubva Wikipedia

Pichinglis kana Pichi mutauro unowanikwa pachitsuwa cheBioko, Equatorial Guinea. Mutauro uyu unobva kumutauro weKrio unotaurwa kuSierra Leone; wakaunzwa neVaKrio vakatamira kukuBioko munguva yaitongwa neVarungu 19th century.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaPichi vanoti nyús (n. news) kureva nhau.
  • VaPichi vanoti nésɔn (n. nation) kureva rudzi.
  • VaPichi vanoti watá kana wɔtá (n. water) kureva mvura.
  • VaPichi vanoti mákit (n. market) kureva musika.
  • VaPichi vanoti kandá (n. skin, bark) kureva ganda.
  • VaPichi vanoti pikín (n. child) kureva mwana. Fananidzai nokuti pikinini?
  • VaPichi vanoti lúk (look) kureva tarisa.
  • VaPichi vanoti tumɔ́ro (n. tomorrow) kureva mangwana.
  • VaPichi vanoti dɔ́kta (n. doctor) kureva chiremba.
  • VaPichi vanoti gran-má (n. grandmother) kureva ambuya.
  • VaPichi vanoti kwik (n. kwik) kureva kukasira.
  • VaPichi vanoti malérya. (n. malaria) kureva malariya.

Manhamba[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaPichi vanoti wán (n. one) kureva posi.
  • VaPichi vanoti tú (n. two) kureva piri.
  • VaPichi vanoti trí (n. three) kureva tatu.
  • VaPichi vanoti fó (n. four) kureva ina.
  • VaPichi vanoti fáyf (n. five) kureva shanu.
  • VaPichi vanoti siks (n. six) kureva tanhatu.
  • VaPichi vanoti sɛ́ven (n. ) kureva nomwe.
  • VaPichi vanoti ét (n. eight) kureva sere.
  • VaPichi vanoti nayn (n. nine) kureva pfumbamwe.
  • VaPichi vanoti tɛ́n (n. ten) kureva gumi.