Phuien

Kubva Wikipedia

Phuien mutauro weAfrika unowanikwa kuBurkina Faso.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Phuien vanoti bʋɩɛ (n. stone) kureva ibwe.
  • Phuien vanoti tamá (suffering) kureva kutambura.
  • Phuien vanoti vɩrɩ̀ (v. rotate) kureva kuvhiririka?
  • Phuien vanoti nèe (n. father) kureva baba. Kune chivakashure cherukudzo chinowanikwa mumazwi: Neuso, Negomo, Nematombo, Nemaunga, Neshuro etc.
  • Phuien vanoti pàràmɩ̀ (v. 1. divide, 2. separate).
  • Phuien vanoti parɩ̀ (v. 1. take separate paths after walking together for some time; 2. separate from someone because of an argument) kureva kuparadzana.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Phuien vanoti bàrʋ (n. royalty, kingdom) kureva humambo.
  • Phuien vanoti bibàrʋ (n. royalty of crown prince).
  • Phuien vanoti ciriri kana ɓiriri (right away; directly) kureva pakare-pakare.
  • Phuien vanoti da (work) kureva basa.
  • Phuien vanoti daa (n. place) kureva nzvimbo.
  • Phuien vanoti dii kana die (n. place) kureva nzvimbo.
  • Phuien vanoti dòòre (n. power, capability) kureva simba.
  • Phuien vanoti dumi (n. one). Mamwe mazwi: dùo (equal).
  • Phuien vanoti dùo (n. type, species) kureva mhando.
  • Phuien vanoti foli (v. whistle with mouth).
  • Phuien vanoti jaani (v. intercede) kureva kureverera.
  • Phuien vanoti magamɩ̀ kana magi (v. tell) kureva kuudza.
  • Phuien vanoti ŋmebiré kana ŋmebirì (truth) kureva chokwadi.
  • Phuien vanoti phɛnɛ (n. phallus).
  • Phuien vanoti sàrà (v. sharpen) kureva kurodza.
  • Phuien vanoti wɩ̃̀rɩ̀ (v. count) kureva kuverenga.
  • Phuien vanoti wɩ̀rɛ (n. day, sun) kureva zuva.
  • Phuien vanoti Wɩ̀ɩ (n. God) kureva Mwari.
  • Phuien vanoti wɛ̃-nanɛ kana wɛ̃-nana pakuwanda (benefit; good deed).
  • Phuien vanoti yɛrɛ (n. side) kureva divi.

Duramazwi rinowanikwa paWebonary.