Svetuka kuchirochemo

Mambo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuHumambo)
Nyatsimba Mutota weHumambo hweMutapa.

Mambo (Chirungu: King) mutongi wenyika anogadzwa achibva kumhuri yekutonga asiri wekuvhoterwa. Mukadzi anebasa rakafanana neraMambo ndiMambokadzi.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]