Pagibete

Kubva Wikipedia

Pagibete mutauro we Bantu unotaurwa ku Democratic Republic of Congo. Wakafanana neBwa, zvokuti unokwanisa kunge uri mutauronyina weBwa.

  • Pagibete inoti baba (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: ekpende (n. island) kureva chitsuwa.
  • Pagibete inoti danga (n. round mud hut) imba yedenderedzwa yakavakwa dedhaka.
  • Pagibete inoti ebike (n. side) kureva divi. Mamwe mazwi: ebiye (n. place on the other side) kureva divi riri mhiri.
  • Pagibete inoti éɓale, ɓéɓale, ɓíɓale, míɓale (n. two) kureva mbiri.
  • Pagibete inoti éɓete (n. black termite). Mamwe mazwi:. ekonzo kana makonzo pakuwanda (n. forearm).
  • Pagibete inoti ekanda kana makanda (n. brotherhood, fraternity).
  • Pagibete inoti ekoto kana makoto (n. a type of hard cocoon built by many caterpillars).
  • Pagibete inoti emoti (n. one) kureva chimwe. Mamwe mazwi: épele, lépele, ópele (adj. significant, important).
  • Pagibete inoti enza, ɓanzanza, lénza, mánzanza, mwánza, ónza, ténza (n. good) kureva chakanaka kana chichiri kunzwa.
  • Pagibete inoti ewalé (n. pride). Fananidzai nokuti mawara? Mamwe mazwi: ɛ́nza (adv. well).
  • Pagibete inoti gbayí (n. cretin; imbecile). Mamwe mazwi: kámbo (adj. first, premier) kureva chekutanga.
  • Pagibete inoti kasi (n. but) kureva kasi. Mamwe mazwi: koyi (n. lash).
  • Pagibete inoti kpɔ́tɔ (n. greens) kureva muriwo. Mamwe mazwi: lina (n. name) kureva zita.
  • Pagibete inoti liso (n. eye) kureva ziso. Mamwe mazwi: lúngu (n. winnowing basket) kureva rusero.
  • Pagibete inoti mángóngó (n. dragonfly) kureva mukonikoni. Mamwe mazwi: mbano (n. reward, salary).
  • Pagibete inoti mbéya (n. vervet monkey). Mamwe mazwi: mbúzú kana mbúzúme pakuwanda (n. delta).
  • Pagibete inoti mbungá (n. fruit) kureva muchero. Mamwe mazwi: mpalɛ kana mpalame pakuwanda (n. delta).
  • Pagibete inoti ndéngé (n. sort) kureva mhando. Mamwe mazwi: nɗɔngé (n. series).
  • Pagibete inoti nɗóye (n. rectum). Mamwe mazwi: nganga (n. beetle).
  • Pagibete inoti ngolo (n. side) kureva rutivi. Mamwe mazwi: ntɔ́ndɔ (n. ridge, ridgepole)
  • Pagibete inoti ntɔ́lɔ́ (n. centipede) kureva zongororo. Mamwe mazwi: nzóye (n. body) kureva muviri.
  • Pagibete inoti pálɛ (n. half) kureva hafu. Mamwe mazwi: soyi (n. place) kureva nzvimbo.
  • Pagibete inoti sɔ́ngɔ́ (n. nose) kureva mhuno. Mamwe mazwi: táte (n. thing) kureva chinhu.
  • Pagibete inoti wase (adv. below ) kureva pasi. Mamwe mazwi: wúmɛ́ (n. grassy area, grass).
  • Pagibete inoti yambó (n. first; premier). Mamwe mazwi: yoni (that one there; those ones there).
  • Pagibete inoti báwu (n. gun) kureva pfuti.
  • Duramazwi re Pagibete rinowanikwa pa www.webonary.org.