Ndomene
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuNdimene)
Mazwi aya anodudza kuti munhu akazvimirira pachake kana chinhu chakazvimirira: Ndomene, ndimene, chimene, vomene.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chisikana chaenda chomene: the little girl herself went.
- Mukomana aenda omene: the boy himself went.
- Ndomene haichemedzi. What you do on your own does not make you cry.
- Zvamina hazvina mafi. My own affairs cause no grudge.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaTumbuka vanoti chomene (very much).
- VaTonga vanoti omwini (thyself) vachireva mumene.
- VaTonga vanoti mwini (himself) vachireva omene.
- VaTonga vanoti ndemwini (I myself) vachireva ndomene.
- VaKabwa vanoti omwene (himself; herself).
- VaZigula vanoti emwenye (himself; herself).
- VaKabwa vanoti enye, chenye, dyenye, henye, kenye, kwenye, mwenye, venye, wenye, yenye, zenye (1. self; 2. selves).