Nyota

From Wikipedia
(Redirected from Kudzvutura)
Jump to navigation Jump to search

Nyota ihavi yokuda kunwa mvura kana zvimwe zvinonwiwa. Nyota inokonzerwa nokushomeka kwemvura mumuviri kana kuvepo kwezvinhu zvakadai semunyu zvinokonzera kuti munhu ade kunwa mvura.

Mamwe mazwi[chinja | edit source]

  • Dope kana matope (muddy water; mud).
  • Yatsika dope yanwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaFwe vanoti nyota (thirst) kureva nyota.
  • Mururimi rweYao vanoti njota (thirst) kureva nyota.
  • Izwi rokuti kunyoterwa (to be thirsty) rinotaurwa mururimi rweKirundu.
  • Izwi rokuti kunyotera (to make thirsty) rinotaurwa mururimi rweKirundu.