Nyamaruru
Mataridziko
Nyamaruru izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Joseph Nyamaruru; Tom Nyamaruru; Marcella Nyamaruru; Eunice Nyamaruru.
- Mazwi ari pedyo: Nemaruru sezita; Maruru sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi:
- Digo vanoti maruru (hasty, hastily) kureva kuchimbidzika.VaWabo vanoti maruru (hurry, impatience) kureva kuchimbidzika.
- Herero vanoti omaruru kana ombiira (beer) kureva hwahwa. Mamwe mazwi: ruru (bitter) kureva zvinovava. Omeva omaruru (bitter water- used for beer).
- VaFwe vanoti ku-rura (v. to be bitter). Mamwe mazwi: bururu (n. bitterness) kureva kuvava. VaGungu vanoti kilulu (adj. adj. bitter or sour tasting).
- VaWanga vanoti omalulu (fierce; brave; strong; powerful; troublesome; fierce; dangerous; bitter; sour; hot). Kimbundu inoti kulurisa (v. to salt; add salt) kuisa munyu.