Svetuka kuchirochemo

Mwenje weKuvheneka

Kubva Wikipedia

Mwenje (a lamp) zvinoreva chinhu chakagadzirwa nechinangwa chekupa chiedza pane rima. Mwenje unogona kava: rambhi, kenduru, bhoni, tochi kana zhenje romoto.

  • Bhoni (Light Bulb) zvinoreva icho chinounza mwenje kana ruvheneko pangava patochi kana magetsi emumba.
  • Chitimiko chemwenje (light stand) zvinoreva chigadziko chinogadzwa kenduru, rambhi kana imwe mhando yemwenje.
  • Chibani (Lamp) izwi iri rinoreva rambhi kuChiNdau.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Maconde inoti nchenje (source of heat and light - sun, fire, torch). Maconde vanoti shenje (n. flashlight, lantern) kureva zhenje.
  • Mambwe inoti lukozyo (a torch made of dry grass or twigs) kureva zhenje remoto.
  • MaNdebele vanoti emini kureva masikati. Nyanja inoti mwenje (light, shine or gleam).
  • Kikongo inoti mini (n. light, a light, torch, candle, lamp, lantern) kureva chiedza kana mwenje.
  • VaKongo vanoti minika (v. enlighten; show a light, to give a light, gleam) kuvheneka.
  • Zigula inoti kunurisha (light up, enlighten). Mamwe mazwi: kunurishwa (be lit up; be enlightened).
  • Herero inoti oku-yerisa (to light up, enlighten; brighten; polish). Lomwe inoti mwenje (n. light, lamp).
  • Chewa inoti mwenje (n. light, shine or gleam; a straw to give light). Taabwa vanoti muenge (n. torch) kureva mwenje.