Mwandiki sezita

Kubva Wikipedia

Mwandiki izita remhuri rinowanikwa muKenya neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Vincent Mwandiki; Lee Mwandiki; Lawrance Mwandiki; Roy Mwandiki.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Taita vanoti kutsora kana kuandika (write) vachireva kunyora. Mamwe mazwi: mtsori kana mwandiki (writer) kureva munyori.
  • Swahili vanoti kuandika (write) kureva kunyora. Mamwe mazwi: mwandiki (writer) kureva munyori.