Svetuka kuchirochemo

Mutunda sezita

Kubva Wikipedia

Mutunda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia, Angola neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Thecia Mutunda; Ruth Mutunda; Eva Mutunda; Jean Mutunda.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. CPane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikongo inoti tunda (fame, be famous) kureva mukurumbira. Kimbundu inoti tunda (come out, arise, be born, origin).
  • Herero vanoti omu-tunda kana omutuezu (n. corpulent person). Mamwe mazwi: oku-tunda (n. corpulence).
  • VaDigo neVaSwahili vanoti tunda (n. fruit) kureva muchero. VaKikuyu vanoti itunda (fruit) kureva muchero.
  • Kimbundu inoti mukua tunda (n. country person) Mamwe mazwi: tunda (n. hinterland, backcountry) kureva kusina kubudirira.