Svetuka kuchirochemo

Mutumbuka

Kubva Wikipedia

Mutumbuka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lugungu vanoti kutumbula (v. praise; express approval or admiration) kureva kurumbidza.
  • Lugungu inoti kutumbuka (v. become popular) kuita mukurumbira. Mamwe mazwi: mutumbuku (n. famous person), munhu ane mukurumbira.
  • Herero vanoti tumbuka (v. approach) kureva kuswedera. Mamwe mazwi: tumbura (v. cause to draw near; cause to obey; subdue; tame).
  • Umbundu vanoti tumbuka (v. to be on top of mountain or plateau). Mamwe mazwi: tumbuluka (v. come to surface of water). Tumba (swell, rise).