Svetuka kuchirochemo

Mutsinze sezita

Kubva Wikipedia

Mutsinze izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Aaron Mutsinze; Tendai Mutsinze; Albert Mutsinze.
  • Kutsinza zvinoreva kugamuchidza chinhu muruwoko.
  • Mazwi ari pedyo: Mutsinzi sezita.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Ila inoti mushinze kana munshinze (darkness) kureva rima. VaTonga vanoti musinze (darkness).
  • Giryama vanoti ku-tsindza (v. slaughter, butcher) kureva. VaGiryama vanoti mutsindzi (n. butcher) kureva mutengesi wenyama.
  • VaWanga vanoti okhusinza (v. slaughter; kill animal for meat) vachireva kubaya mhuka. VaGiryama vanoti ku-tsindzira (to slander).
  • Ikizu vanoti umusinzi (n. butcher). Taita vanoti kushinja (v. to flay) kureva kuvhiya. Shimwali vanoti utsindza (v. to slaughter an animal).
  • Shambala inoti shize kana mushize (adj. black) kureva nhema. Mamwe mazwi: washize, kishize.
  • Hadiyya inoti xinsisa ( adj. black as charcoal) kureva chitema marasha.