Svetuka kuchirochemo

Mutsinzi sezita

Kubva Wikipedia

Mutsinzi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: David Mutsinzi, Isabelle Mutsinzi; Peacine Mutsinzi; Chipo Mutsinzi.
  • Mazwi ari pedyo: Mutsinze sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Giryama vanoti kutsindza (v. slaughter, butcher) kureva. VaGiryama vanoti mutsindzi (n. butcher) kureva mutengesi wenyama.
  • VaWanga vanoti okhusinza (v. slaughter; kill animal for meat) vachireva kubaya mhuka. VaGiryama vanoti ku-tsindzira (to slander).
  • Ikizu vanoti umusinzi (n. butcher). Taita vanoti kushinja (v. to flay) kureva kuvhiya. Shimwali vanoti utsindza (v. to slaughter an animal).