Svetuka kuchirochemo

Mutowo

Kubva Wikipedia

Mutowo (Manner, method, procedure, habit, custom; attitude) zvinoreva nzira yemaitirwo ebasa kana icho chiripo chinoda kuitwa.

Mamwe mazwi - chino, munyire kana mugarire.

Mazwi anoreva custom: muitiro, chibaro, mutowo, mugarire.

  • Munyire, mutowo kana tsika (method, habit, manner, character). Zvichida izwi iri ringaturikira chinonzi Ethics kana Ethos kuEnglish?

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Rwendo rwuno tiri kurima nemumwe mutowo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaNyoro vanoti -manyire kana manyira (to be used to) vachireva kuzivira. Fananidza nokuti munyire?
  • VaDigo vanoti chilwako (your way) kureva nemutowo wako kana nenzira yako.VaDigo vanoti mabaro (habits, characteristics) kureva katsika.
  • VaWanga vanoti injero (example; way; method). VaGanda vanoti msangu (law) kureva mutemo.
  • Mang'anja vanoti tupi (the body; one's person; used for one's body - hence one's self; and figuratively, kind, body of grain). Sokuti mpunga wa tupi lina - rice of a different colour, also shape.
  • VaFwe vanoti ma-yemo (n. nature, characteristics).