Musambo
Mataridziko
Musambo (habit, character; genre).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaGwere vanoti nsambo (cliché, stereotype; conventional or formulaic conception or practice. 2 • platitude; hackneyed, very predictable, overused phrase or opinion) kureva musambo.
- Lubukusu inoti esaambo (character, conduct, habit, tradition, discipline, state, condition, mood, appearance, resemblance, fashion) kureva musambo.
- VaMambwe vanoti musango (n. kind, sort, species; character). Lugwere vanoti nsambo (n. stereotype).
- VaRwanda vanoti kamere (n. character) kureva musambo. Mamwe mazwi: , imimerere (n. characteristics).
- Bemba vanoti misango (n. character) kureva musambo.