Munyire

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Munyire, mutowo kana tsika (method, habit, manner, character). Zvichida izwi iri ringaturikira chinonzi Ethics kana Ethos kuEnglish?

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaNyoro vanoti okumanya kana kumanya (know; knowledge; understand) kureva kuziva. Mamwe mazwi: -manyire kana manyira (to be used to) vachireva kuzivira.
  • VaZigula vanoti kumanyika (to be known; be understandable; to be knowable) kureva kuzivika.
  • VaDigo neGanda vanoti manya (to know) kureva kuziva. Sokuti Unammanya mutu hiyu? (Do you know this person?). VaDigo vanoti manyikana (to be known) kureva kuzivikanwa.
  • VaDigo vanoti manyana (to know each other) vachireva kuzivana. Mamwe mazwi: dzimanyisa (to make oneself known; to identify oneself; to show oneself) kureva kuzvizivisa.
  • VaRwanda vanoti kamere (n. character) kureva musambo.