Svetuka kuchirochemo

Mutoro sezita

Kubva Wikipedia

Mutoro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Mozambique neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Ben Mutoro; Felix Mutoro; Leah Mutoro; Julias Mutoro; Ike Mutoro.
  • Mazwi ari pedyo: Mutolo sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.