Mutolo sezita
Mataridziko
Mutolo izita remhuri rinowanikwa muZambia, Mozambique neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Mutolo Mullenda; Fellina Mutolo; Homaira Mutolo; Nelia Mutolo; Leonardo Mutolo.
- Mazwi ari pedyo: Mutoro sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lenje vanoti mutolo (n. an idle person) kureva munhu ane hunyope.
- Nyungwe inoti mtolo (n. baggage) kureva mutoro. Mang'anja vanoti mtolo (n. a bundle) kureva mutoro.
- Xitsonga vanoti tola kana tota (v. to annoint) kureva kuzodza.
- Sagara vanoti kutola (v. to marry) kureva kuroora. Sagara vanoti kutolwa (v. to be married) kureva kuroorwa.