Mutengezanwa sezita
Mataridziko
Mutengezanwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Kutengezana kana mutengezanwa (singing in parts).
- Mazwi ari pedyo: Chitenga sezita; Chinhenga sezita.
- Dengezeze kana matengezeze (1. A large area or complex, 2. Spread, compass, expanse).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Digo inoti tengeza (to make; to construct; to repair). VaDigo vanoti chitengu (join of the body) kureva nhengo.
- Swahili inoti mtenga (one who separates himself from the community, solitary person, recluse. 2. pol. separatist.). Umbundu inoti ocitenga (a company, assembly).
- Swahili inoti mtengano (pol. split, faction, separatism.). Mamwe mazwi mtengo (act of separating, dividing off; withdrawing, removing; 2. dismissal, discharge).
- Swahili inoti mtengwa (one who is separated/set apart. 2. one who is removed/dismissed. 3. one who is devoted to something - his work, a cause).