Svetuka kuchirochemo

Murongo sezita

Kubva Wikipedia

Murongo izita remhuri rinowanikwa kuAngola, Uganda, Kenya neCongo, Kinshasa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pafungei - zvichida mazwi emitauro yeBantu ari pasi ayo anokwanisa kuturikira chinonzi politics, polity, policy kuEnglish.

  • VaLenje vanoti mulongo (n. Number of individuals together, group, company, party, band, line (in file, or abreast), herd, flock).
  • Kinande inoti omulongo (n. village). Nsenga vanoti mulongo (n. crowd, collection, herd, flock; band; company; throng).
  • Herero vanoti omu-rongo kana ovi-rongo (n. village). Mamwe mazwi: Otyi-rongo (n. district, country, inhabited land).
  • Herero inoti omu-ronge (n. adviser; exhorter, instuctor). Mamwe mazwi: Oku-ronga kana oma-rongero (n. exhortation).
  • Herero inoti Oma-ronge (n. instruction). Giryama inoti kulongoza (v. lead; be at the head) kureva kutungamira.
  • Sangho vanoti longo (n. origin; provenance - place or source of origin). Longo (adj. straight, vertical).