Muronga sezita
Mataridziko
Muronga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Namibia neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Nakisani Muronga; Tsiko Muronga; Ndivhuho Muronga.
- Mazwi ari pedyo: Chilonga; Muronge; Murongo; Chironga; Chirongwe, Kilongozi mazita emhuri.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaSena vanoti longa (to speak) kureva kutaura.
- VaZigula vanoti kulonga (to speak, talk, narrate, tell) kureva kutaura. Mamwe mazwi: kulonganya (to talk together) kureva kutaura mese.
- VaShambala vanoti kilongola kana mulongozi (guide) kureva mupangidzi. Mamwe mazwi: kulongola (v. to go first).
- VaMbukushu vanoti muronga (n. dry river-bed; drylands; dry territory).