Mupona sezita

Kubva Wikipedia

Mupona izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: James Mupona; Tapiwa Mupona; Edwin Mupona; Austin Mupona.
  • Mamwe Mazwi: hupenyu, kurarama, kupona (life) zvinoreva nguva yekurarama kwemunhu, mhuka kana chimwewo chinhu chine hupenyu .
  • Adhamu wakapona makore zana nemakumi matatu (130), wakabara mukororo: After Adam lived 130 years he fathered a son ... (Genesis 5:3 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaTonga vanoti muponi (Healthy person). Zigula vanoti kuhona (heal up; get well; become safe) kureva kupona.
  • Lingala inoti boponi (n. choice). Mamwe mazwi: kopona (v. choose). Kopono (n. choose, prefer). Nsenga vanoti pona (v. descend).
  • Kimbundu vanoti kuponona (v. to bare, strip, undress, flay) kureva kupfekenura. Mamwe mazwi: oloponoka (to undress).
  • Kinande vanoti eripona (v. unhappy) kureva kusafara. Mamwe mazwi: omuponi (n. unhappy or discontended person).
  • Mambwe vanoti kupona (fall)- kuwa. Mamwe mazwi: kuponya (to drop, to let fall) kudonhedza. VaFipa vanoti alupona kuwa.