Muganhu

From Wikipedia
(Redirected from Mudzivo (muganhu))
Jump to navigation Jump to search

Muganhu (Boundary, extremity) zvinoreva kwakaperera ndima kana nzvimbo iri kutaurwa nezvayo. Vamwe vatauri vanoti mudzivo kana kuti mapeto.

  • Mudzivo (Boundary. 2. Extremity).
  • Mapeto (boundary of a country or field).

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Ndiani anoziva mudzivo wenyika?
  • Zimbabwe ine muganhu pamwe neZambia.
  • Wokumudzivo ngaauye pakati: will the one at the end of the line please come to the middle.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo vanoti mphaka (border, boundary, limit) kureva muganhu.VaMambwe vanoti mupaka & mupakwa (border, boundary). VaBemba vanoti umupaka (border, boundary) kureva bhodha.
  • MaZulu vanoti umphetho (Hem, scam, border) kureva mapeto. Muenzaniso: umphetho wengubo (hem of a garment).
  • MaZulu vanoti umkhawuko kana umkhawulo (Boundary, end, terminus; limit; cessation).
  • VaGwere vanoti kusengeka (1. demarcate, delimit, delineate, define, outline, mark out; specify the boundaries of something) vachireva kutara muganhu.