Muganhu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuBhodha)

Muganhu (Boundary, extremity) zvinoreva kwakaperera ndima kana nzvimbo iri kutaurwa nezvayo. Vamwe vatauri vanoti mudzivo kana kuti mapeto.

  • Mudzivo (Boundary. 2. Extremity).
  • Mapeto (boundary of a country or field).

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ndiani anoziva mudzivo wenyika?
  • Zimbabwe ine muganhu pamwe neZambia.
  • Wokumudzivo ngaauye pakati: will the one at the end of the line please come to the middle.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Venda vanoti mukano (border, boundary) kureva muganhu. Digo vanoti mphaka (border, boundary, limit) kureva muganhu.Mambwe vanoti mupaka & mupakwa (border, boundary).
  • VaBemba vanoti umupaka (border, boundary) kureva bhodha. MaZulu vanoti umkhawuko kana umkhawulo (Boundary, end, terminus; limit; cessation).
  • MaZulu vanoti umphetho (Hem, scam, border) kureva mapeto. Muenzaniso: umphetho wengubo (hem of a garment).
  • VaGwere vanoti kusengeka (1. demarcate, delimit, delineate, define, outline, mark out; specify the boundaries of something) vachireva kutara muganhu.