Mtali sezita

Kubva Wikipedia

Mtali izita revanhu rinowanikwa kuZimbabwe, Tanzania neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Irvine Mtali; Michael Mtali; Joshua Mtali; Chrissie Mtali, Joyce Mtali.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Nsenga vanoti mutali (n. length, depth, height). Mamwe mazwi: talifya (v. lengthen).
  • Bemba vanoti umuana umutali (n. tall child) vachireva mwana murefu. Bwile vanoti mutali (adj. long) kureva kureba.
  • VaVenda vanoti mutali (n. clever; bright) vachireva mungwaru.

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]