Mbiri sezita

Kubva Wikipedia

Mbiri izita revanhu uye zita rekupihwa remunhu.

  • Vanhu vane zita iri: Laston Mbiri; Thomas Mbiri; Memory Mbiri; Vunganayi Mbiri.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Yao inoti Ambiri (under chiefs or headmen of villages). Mang'anja vanoti umbili (greatness; also multitude, vastness) kureva hukuru.
  • Chewa inoti mbiri (headmanship, commander, commandant, a councilor of chief's court). Chewa vanoti mbiri (man of influence about a chief - who undertakes presents case before chief).
  • Nyanja inoti mbiri, wambiri, tambiri, yambiri (many) kureva zhinji, kazhinji.
  • Lugwere inoti mbiri (hippo; hippopotamus) kureva mvuu. Chuwabo vanoti mbilri (n. fish) kureva hove.
  • Herero inoti o-mbiri (n. counsel). VaMaconde vanoti inambili kana anambili (partridge); VaShona vanoti chikwari.