Svetuka kuchirochemo

Mbano

Kubva Wikipedia

Mbano izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • BaKalanga vanoti mbano (first born child) kureva dangwe.
  • Vatauri veChewa vanoti mbano (tongs) kureva mbaniro.
  • VaSwahili vanoti mbano (1. act of pressing or squeezing, 2. pressure, effort, tension, exertion, 3. tongs, tweezers, pincers, hand vice).
  • VaSwahili vanoti kimbano (tongs, tweezers, pincers, hand vice).