Mbala sezita
Mataridziko
Mbala izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo, Kinshasa, Cameroon, Kenya neAngola.
- Vanhu vane zita iri: Natacha Mbala; Flair Mbala; Constance Mbala.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Zigula neKikwere inoti mbala (clever people; shrewd people; a cunning person/people) munhu akachenjera.
- Zigula inoti ubala (1. cleverness, 2. cunningness, 3. smartness, 4. smartness, 5. wisdom) kureva mbaravare.
- Umbundu inoti ombala (main village or seat of kingdom). Chewa inoti opala kana opala (courtier - one working at court).
- Herero inoti ombala (chief, ruler; king). Mamwe mazwi: ouvara (kingdom, chiefdom).
- Kimbundu inoti mbala (n. village) kureva musha. Mamwe mazwi: mbala (n. belt; strap; leash).
- Kikongo inoti mbala (potato, sweet potato) kureva mbatata kana mbambaira. VaGikuyu vanoti mbala (fracas).