Mbarevare

From Wikipedia
(Redirected from Mbaravare)
Jump to navigation Jump to search

Mbarevare kana mbaravara (intelligent or clever person, genius) zvinoreva munhu akachenjera zvakanyanya.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Sharara, chizazamburo zvinoreva munhu ane huchenjeri.
  • Garikayi imbaravara yomukomana: he is an intelligent boy.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaKwere vanoti mbala (intelligent). VaKagulu vanoti -bala (n. adept - skilled or proficient person) kureva nyanzvi.
  • VaKagulu vanoti ubala kana uzungu (ingenuity - skillfullness of conception or design). Mamwe mazwi: kena ubala (ingenious person) kureva mungwaru.
  • VaKagulu vanoti mbala-mpapala (artfull) kureva kuva nohudavadi. Mamwe mazwi: mubala (n. clever person).
  • VaZigula vanoti ubala (cleverness, cunning, smartness, wisdom) kureva mbaravara. Mamwe mazwi: mbala (clever, shrewd or cunning people) kureva vanhu vakachenjera.