Svetuka kuchirochemo

Masonga sezita

Kubva Wikipedia

Masonga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania, Malawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Nigel Masonga; Mapesho Masonga; Charles Masonga; Chisomo Masonga.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yokuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Lugwere inoti isonga (point; sharp end of an object) - mutesverwa.
  • Lugwere inoti kusongolya (to sharpen a point; to point) kurodza munzi. Kisongolye (something pointed and sharp).
  • Nyanja neVaMambwe vanoti nsongo (point; the apex or point of anything; the point or extremity of any instrument, as spear, arrow, knife, pen, etc) kureva munzi.
  • Yao inoti kusongola (to sharpen a point; to point) kureva kurodza munzi.
  • VaYao vanoti lusongo kana lusonga (a point, a tip; a pointed stick) kureva chimuti chine munzi.
  • Lubwisi vanoti busonga (n. point, tip, point of something sharp). VaLenje vanoti songa (press together, heap up, pile up, cram, give full measure).
  • MaZulu vanoti songa (Begin to form (as foetus in the womb); form a head - of mealie cob, rose-bud) vachireva kutanga kuumbika.