Mangoyi

Kubva Wikipedia

Mangoi, mangoyi (kureva Cat; Chishongrish: Katsi; kitsi; Chikiti) kana mangowe, imhuka inopfuyiwa pamusha, iri mumhuri ye nyamagowi (felidae). Vamwe vanochengeta mangoi nokudzida kubatsira kuuraya makonzo. Mwana we mangoi anonzi chidharimbo.

Pamhuka dzemusango kune zvikara zviri mumhuri ye nyamangowi zvinosanganisira: shumba; mbada; dindingwe; ingwe, twani nedzimweo dzinowanikwa kune zvimwe zviwumbe.

Chirevo - Kutenda kwakitsi kuri mumoyo.

Upangamotowo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti ilingobe kana mangobe pakuwanda (domestic cat) kureva mangoi.
  • MaZulu vanoti umangobe (Proper name given to female cat with kittens (lit. the daughter of Ngobe) kureva hadzi ye mangoi ine vana.