Twana

Kubva Wikipedia

Twana (Caracal in English) imhuka yemusango ine chiso chinenge katsi asi iine mumhu mukuru pane katsi. Twana inodyiwa nyama mumatunhu akawanda. Mhuka iyi ine nzeve dzakatetepa kumusoro dzakapinza.

Zita remhuka iyi riri nyore kupesanisa neremwana wemhembwe kana bimha anonzi tsvana.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLozi vanoti twani (n. kind of lynx).