Ziwumbe

From Wikipedia
(Redirected from Zviwumbe)
Jump to navigation Jump to search
Continentes.png

Muchidzidzo Taranyika (Geography in English) ziwumbe (continent) zvinoreva zidunhu zihombe-hombe rinosimuka kubva mugungwa richiva nzvimbo ziendanakuenda rine nzizi, makomo, mapani, mipata zvichingodaro. Zita iri rinodudza zinzvimbo rakabatana rakawumbwa richitambanuka kuita mitunhu yakataramuka nhambwe huru kubva kune gungwa. Nokumwe kutaura tingaturikira tichiti dunhumandinde.


Chidzidzo cheTaranyika chinotaura zviwumbe zvinoti: Africa; Asia; Antarctica; North America; South America; Europe neAustralia.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti bara (1. land, mainland, interior - as opp. to coast; 2. territory, continent).
  • VaDigo vanoti bara kana mabara pakuwanda (1. continent, large mass of land; 2. inland, upcountry).
  • VaSwahili vanoti mrima (1. coast, coastal region 2. mainland, continent).
  • VaIkizu vanoti ribhaara (continent).


Ziwumbe