Makundu sezita
Mataridziko
Makundu izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Ruth Makundu; Exauce Makundu; Michell Makundu; Kezia Makundu.
- Mazwi ari pedyo: gundukumwe, gundamusaira; Mukundu sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.