Gundamusaira

Kubva Wikipedia

Gundamusaira (n. mob action; group action) zvinoreva kufamba pamwe kana kubatana pamifungo kwebato revanhu.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vaimbi veBhundu Boys vakaimba rwiyo vachiti - Gundamusaira rinenge rehwiza rinongosairira rakanange kudondo. Wururu kupururudza.... Kupururudza ngoma isina kupfumbira buda pachena.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Swahili vanoti kundi (n. herd, swarm, flock; group, band, troupe). Sangho vanoti kundu (n. amass, flock).
  • Kemedzung vanoti kundi (v. take all). Giryama vanoti kundi (flock).
  • Hadiyya inoti hunda (adj. all, entirely). Mamwe mazwi: xir hundam (every time).
  • Kikuyu inoti gekundi (herd, multitude, company, congregation) vachireva vanhu vazhinji kana mhuka zhinji.
  • Maconde inoti likundi kana makundi pakuwanda (n. crowd, company, group) kureva boka.