Gundukumwe

Kubva Wikipedia

Gundukumwe kana mukumbumumwe (l. Sheeplike behaviour - all following leader; 2. Clannish behaviour) apa kureva tsika yokuti boka rose rinoenda kwaenda mutungamiri mukuita nokutsigirana naye - imwe nguva vanhu vasingataire kuti mutungamiri anotadza.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Swahili vanoti kundi (n. herd, swarm, flock; group, band, troupe). Sangho vanoti kundu (n. amass, flock).
  • Kemedzung vanoti kundi (v. take all). Giryama vanoti kundi (flock).
  • Hadiyya inoti hunda (adj. all, entirely). Mamwe mazwi: xir hundam (every time).
  • Kikuyu inoti gekundi (herd, multitude, company, congregation) vachireva vanhu vazhinji kana mhuka zhinji.
  • Maconde inoti likundi kana makundi pakuwanda (n. crowd, company, group) kureva boka.
  • Maconde inoti likumbi (n. assembly, court) kureva gungano kana dare.