Magama
Mataridziko
Magama izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Magama kana gama (Astonishing act or thing).
- Vanhu vane zita iri: Josiah Magama Tongogara mumwe wevatungamiri vehondo yeChimurenga.
- Rimwe zita tiri pedyo kutodzana neri rinonzi Gamanya.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
- VaTonga vanoti ku gama (to be impudent). VaGwere vanoti kugaama (v. chorus, utter in unison; say the same thing at the same time).
- MaZulu vanoti iligama kana amagama (1. Name, appellation; 2. Word; letter (of alphabet); statement).
- MaZulu vanoti Ngifundele lawa-magama (Read these words for me) kureva - ndiverengere mazwi aya.
- MaZulu vanoti amagama (Song, hymn, air; words of a song). Kidawida vanoti kugama (v. to irritate).
- MaZulu vanoti iligama kana amagama (Notability, notoriety). Muenzaniso: ukuba negama (to gain notoriety).