Gamanya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Gamanya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Magama kana gama (Astonishing act or thing).
  • Mamwe mazita ari pedyo kutodzana neiri anoti Gama naMagama.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTonga vanoti ku gama (to be impudent).