Machiri sezita

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMachiri)

Machiri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Machiri; Machiri; Machiri; Machiri.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti tyiri (a fact; a true story). Mamwe mazwi: -atyiri (something real; true). Lomwe vanoti machiri (strength).
  • Yao vanoti machili (strength). Sokuti - Mundu wa macili - (person of strength/strongman) kureva munhu ane simba.
  • BaKalanga vanoti chila (live; survive) zvichireva kurarama kana kupona. Mamwe mazwi: buchilo (life) kureva hupenyu.
  • VaChewa vanotichiritsa (to cure; cause to recover) vachireva kuporesa. VaChewa vanoti machiri (a high steep bank; the steep sides of a ditch) kureva mawere pamahombekombe.
  • Maconde vanoti machili (soot) kureva chin'ai. Herero vanoti kutyira (begird - encompass, surround) kureva kukomberedza.