Lagwan
Mataridziko
Lagwan mutauro weAfrica unowanikwa kuChad neCameroon.
Mazwi Anotodza Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Lagwan vanoti ɓala (n. surroundings of a village). Fananidzai nokuti ruvara?
- Lagwan vanoti dana kana dono (v.transport) kureva kuyambutsa. Fananidzai nokuti kudanha?
- Lagwan vanoti jo (adj.near) kureva pedyo.
- Lagwan vanoti mbuwa (n. flower) kureva ruva.
- Lagwan vanoti mpasɨ (n. bottom) kureva pasi.
- Lagwan vanoti msʼakwa (1.n. quarrel; 2.v. get angry) kureva bopoto.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Lagwan vanoti abba (n. father) kureva baba.
- Lagwan vanoti Bala (1.n. width; 2.v. be wide) kureva hwasha.
- Lagwan vanoti bura (n. dust; loose earth) kureva bukuta.
- Lagwan vanoti bututu (n. fog) kureva mhute.
- Lagwan vanoti dusu (n. unclean) kureva tsvina.
- Lagwan vanoti gulu (n. mound, elevation of earth; hill) kureva dunhumadzi.
- Lagwan vanoti ghughu (n. headpad carrying pad) kureva hata.
- Lagwan vanoti ghwalan (n. sorghum) kureva mapfunde.
- Lagwan vanoti lɨghwaɗɨ (n. country, territory) kureva nyika.
- Lagwan vanoti lingi (n. family bond) kureva hukama.
- Lagwan vanoti masakwa (n. white millet, white sorghum) kureva mapfunde machena kana zviyo zvichena.
- Lagwan vanoti masar (n. Egypt). Mamwe mazwi: nasara (n. European, white).
- Lagwan vanoti mbi (1.n. property, possessions; 2. load, burden; 3. clothes) kureva nhumbi.
- Lagwan vanoti mpala (n. 1. arm 2. wing) kureva ruwoko kana bapiro.
- Lagwan vanoti mtakwa (n. nail tip) kureva nzara.
- Lagwan vanoti piya (v. 1 cut, harvest; 2. cross a river).
- Lagwan vanoti sawa (n. thorn; barrier fence made of thorn) kureva munzwa. Fananidzai nokuti masahwa?
- Lagwan vanoti shaw (n. semen) kureva mbeurume.