Kuyaruka

From Wikipedia

Kuyaruka (reaching age of accountability) zvinoreva kusvika pazera rokunge munhu asamhuka uye ave kuziva.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLozi vanoti -yaluka (v.i. to grow (animals) vachireva kukura. VaBemba vanoti aluka kana sanguka (v. become) kureva kuyaruka?.
  • VaRundi vanoti kwaruka (reach the age of accountability). VaKabwa vanoti ekikurunge (1. adulthood, maturity, 2. something that is mature).
  • Nsenga vanoti yaluka (v. change, turn, alter). Mamwe mazwi: yaluzhya (v. cause to change, cause to alter).
  • Zigula vanoti kugaluka (v. to become) kureva kuyaruka. VaGiryama vanoti ku-aluka (n. blossom) kureva kutumbuka.