Tsenza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Tsenza idzinde rinoita bumburu remudzi unodyiwa mushure mukubikwa mumvura kana kudyiwa dziri mbishi.

Mhando dzeTsenza[chinja | edit source]


Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Chikone (Mashed cooked vegetable e.g. tsenza, potatoes; not served as side-dish)
  • Dimba kana matimba (Tsenza plot) - vamwe vatauri vanoti mhani kana doro.