Kushamba

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKugeza)

Kushamba kana kusamba (to bathe, to wash) zvinoreva kugeza muviri kana nhengo yemuviri.

  • Kugeza (to wash) apa zvichireva kushandisa mvura pakanda senzira yokuchenesa muviri.
  • Kukupura kugeza, asi kwete muviri wese. Anokupura anogeza kumeso, makumbo nemawoko kunyanya.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]