Kukupura
Mataridziko
- Kukupura (wipe off, skim off) zvinoreva kushamba - kwete muviri wese, as makumbo mawoko nekumeso.
- Kukupura (retrun a wife to her father) zvinoreva kudzorera mukadzi kumusha kwake pakurambana.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |