Kurira
Mataridziko
Kurira (make a sound, cry, weep) zvinoreva kuburitsa izwi rechinhu chiri kutaura kana kuridzwa.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kuridza (to be sounded; to play an instrument).
- Kuridzwa (to be sounded).
- Kuridzisa (used to sound; sound to loud or too much).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaSwahili vanoti kilio (make a sound, cry, weep) vachireva kurira.
- VaChewa vanoti kuomba (to sound) vachireva kuomba.
- VaChewa vanoti ombeza (cause to sound or rattle) vachireva kuombedza.
- VaChewa vanoti kuomba (to shake, beat or rattle; to sound a trumpet; blow a horn; ring a bell; beat a drum; clap the hands; to thresh corn) vachireva kuomba.
- VaHerero vanoti posa (to ring; to sound) vachireva saundi.
- VaHerero vanoti ombosiro kana okuposa (n. sound) vachireva saundi.
- VaYao vanoti lilowe (n. sound) kureva izwi. Ko mazita anonzi Murowa naMarowa?