Svetuka kuchirochemo

Kuridza

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuridzwa)

Kuridza (to be sounded; to play an instrument) zvinoreva kuburitsa ruzha pamuromo kana pachiridzwa chemumhanzi. Zvinhu zvinoridzwa zvinosanganisira: ngoma, hosho, gitare, bhero; hwamanda; mbira; marimba; pfuti; muridzo; mheterwa zvichingodaro.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaSwahili vanoti kilio (make a sound, cry, weep) vachireva kurira.
  • VaChewa vanoti kuomba (to sound) vachireva kuomba.
  • VaChewa vanoti ombeza (cause to sound or rattle) vachireva kuombedza.
  • VaChewa vanoti kuomba (to sound) vachireva kuridza.
  • Mang'anja vanoti kuomba manja (to clap one's hands) vachireva kuwombera.
  • Mang'anja vanoti kuomba mchemo (to raise an alarm) vachireva kuridza mhere?