Svetuka kuchirochemo

Kubvuwa

Kubva Wikipedia
  • Kubvuwa (Cook a small amount of sadza) zvichireva kunamura kana kuzuzunga. Wandibvuwisa sviupfu svangu ukasazodya sei: you made me cook my little bit of mealie-meal why didn't you eat the sadza?
  • Kubvuwa (to fish with net).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaZigula vanoti kuvuwa (extracting from water). Sokuti: Wavuwa ndomali mwe mazi (They're extracting lilies from the water).
  • VaZigula vanoti kuvuwigwa (be extracted from water). Mamwe mazwi: kuvuwika (be extractable from water).
  • Mang'anja vanoti kubvuadza (v. plunge into water; a fishing basket into stream; meat into boiling water to preserve for future cooking).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.