Kubvuva

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Kubvuva (Catch fish with a net in deep water apa kureva kubata hove nemambure.
  • Kubvuva, bvuvo kana bvuururo (1. Weed field with few weeds in it. 2. Weed for second or third time) apa kureva kusakura kechipiri kana kechitatu.
  • Kubvuva (Convert someone to Christianity) apa kureva kutendeutsa munhu kuchitendero chaKristsu.
  • Bvuvo kana mabvuvo (1. Second or third weeding, 2. Food and drink for second or third weeding)
  • Bvuururo (Food and drink for second or third weeding)



Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.